2 Chronicles 6:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀino, Jehova Mŋari waIsraeri, shoko renyu ŋgariitike, iro ramakataura kumuranda wenyu Davidi ɓaɓa ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvino, haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, itai kuti shoko renyu ramakavambisa muranda wenyu Dhavhidhi rive rechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvino imi Tenzi, Mwari wevaIsiraeri shoko renyu ramakatsidzira muranda wenyu Dhavhidhi ngarichiitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo zvino, Jehovha Mwari waIsiraeri, shoko renyu ngariitike, iro ramakataura kumuranda wenyu Dhavhidhi baba vangu.
Shona 2009?
Naizvozvo zvino, Jehovha Mwari waIsiraeri, shoko renyu ngariitike, iro ramakataura kumuranda wenyu Dhavhidhi baba vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo zvino, Jehovha Mwari waIsiraeri, shoko renyu ngariitike, iro ramakataura kumuranda wenyu Dhavhidhi baba vangu.

Recommended Reading