2 Chronicles 6:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana munhu aciŋge atadzira waanogara naye, akapikiswa mhiko, akaʋuya akapika pamberi peartari yenyu muimba ino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana munhu akatadzira muvakidzani wake uye kana akanzi aite mhiko uye kana akauya akazopika mhiko pamberi pearitari yenyu mutemberi ino,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana munhu akatadzira mumwe wake, akange anzi apike mhiko, akauya akasvikopika mhiko yake pamberi peatari yenyu mumba muno,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana munhu achinge atadzira waanogara naye, akapikiswa mhiko, akauya akapika pamberi pearitari yenyu muimba ino;
Shona 2009?
"Kana munhu achinge atadzira waanogara naye, akapikiswa mhiko, akauya akapika pamberi pearitari yenyu muimba ino;
Shona SUB 2002 Bible
“Kana munhu achinge atadzira waanogara naye, akapikiswa mhiko, akauya akapika pamberi peatari yenyu muimba ino;