2 Chronicles 6:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwai iko kuɗeŋga, mukaŋganwire ɀiʋi ɀaʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, muʋadzosere ɀe kunyika yamakaʋapa iʋo namadziɓaɓa aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo inzwai kubva kudenga uye muregerere chivi chavanhu venyu Israeri uye mugovadzosera kunyika yamakavapa ivo namadzibaba avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanzwei kudenga ikoko muregererewo vanhu venyu vaIsiraeri chitadzo ichocho, muvadzorere kunyika yamakapa madzitateguru avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
inzwai iko kudenga, mukanganwire zvivi zvavanhu venyu vaIsiraeri, muvadzoserezve kunyika yamakavapa ivo madzibaba avo.
Shona 2009?
inzwai iko kudenga, mukangamwire zvivi zvavanhu venyu vaIsiraeri, muvadzoserezve kunyika yamakavapa ivo madzibaba avo.
Shona SUB 2002 Bible
inzwai iko kudenga, mukanganwire zvivi zvavanhu venyu VaIsiraeri, muvadzoserezve kunyika yamakavapa ivo madzibaba avo.