2 Chronicles 6:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kuɗeŋga kuciŋge kwazarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti ʋakakutadzirai; kana ʋakanyeŋgetera ʋakatarira kunɀimbo ino, ʋakatenda zita renyu, ʋakatendeʋuka paɀiʋi ɀaʋo, nokuti muneŋge maʋaroʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana matenga akazarirwa uye kukasanaya mvura nokuti vanhu venyu vakutadzirai uye kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino vakapupura zita renyu uye vakatendeuka kubva muchivi chavo nokuti imi mavarwadzisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana denga richinge rapfigwa, kurega kunaya mvura pamusana pokuti vakakutadzirai, vakanamata vakazvirereka vakaringa kuno uku vakakuyeukai nezita, vakakanda pasi chitadzo chavo imi manga mambovaonesa nhamo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kudenga kuchinge kwazarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;
Shona 2009?
Kana kudenga kuchinge kwazarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;
Shona SUB 2002 Bible
Kana kudenga kuchinge kwazarirwa, mvura ikasanaya nemhaka yokuti vakakutadzirai; kana vakanyengetera vakatarira kunzvimbo ino, vakatenda zita renyu, vatendeuka pazvivi zvavo, nokuti munenge mavarova;