2 Chronicles 6:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwai iko kuɗeŋga, mukaŋganwire ɀiʋi ɀaʋaranda ʋenyu, neɀaʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, nokuti munoʋadzidzisa nzira yakanaka yaʋanofanira kufamba nayo; munise mvura panyika iyo yamakapa ʋanhu ʋenyu kuti iʋe nhaka yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ipapo inzwai kubva kudenga muregerere chivi chavaranda venyu, vanhu venyu Israeri. Vadzidzisei nzira kwayo yokururama, uye tumirai mvura inaye panyika yamakapa vanhu venyu senhaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanzwei kudenga ikoko, muregererewo muranda wenyu navanhu venyu vaIsiraeri chitadzo chavo muvadzidzise makwara akanaka okuti vafambe nawo mupe mvura nyika yenyu yamakapa vanhu venyu senhaka yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
inzwai iko kudenga, mukanganwire zvivi zvavaranda venyu, nezvavanhu venyu vaIsiraeri, nokuti munovadzidzisa nzira yakanaka yavanofanira kufamba nayo; munise mvura panyika iyo yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.
Shona 2009?
inzwai iko kudenga, mukangamwire zvivi zvavaranda venyu, nezvavanhu venyu vaIsiraeri, nokuti munovadzidzisa nzira yakanaka yavanofanira kufamba nayo; munise mvura panyika iyo yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.
Shona SUB 2002 Bible
inzwai iko kudenga, mukanganwire zvivi zvavaranda venyu, nezvavanhu venyu VaIsiraeri, nokuti munovadzidzisa nzira yakanaka yavanofanira kufamba nayo; munise mvura panyika iyo yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.

Recommended Reading