2 Chronicles 6:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋakutyei, ʋafambe munzira dzenyu, ŋguʋa yose yaʋanogara panyika yamakapa madziɓaɓa eɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuitira kuti vagokutyai uye vagofamba munzira dzenyu panguva dzose dzavachararama munyika yamakapa kumadzibaba edu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti vagare vachikutyai vachitevedza makwara enyu misi yose yavachagara munyika yamakapa madzitateguru avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vakutyei, vafambe munzira dzenyu, nguva yose yavanogara panyika yamakapa madzibaba edu.
Shona 2009?
kuti vakutyei, vafambe munzira dzenyu, nguva yose yavanogara panyika yamakapa madzibaba edu.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vakutyei, vafambe munzira dzenyu, nguva yose yavanogara panyika yamakapa madzibaba edu.