2 Chronicles 6:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ari mutorwa, asati ari waʋanhu ʋenyu ʋaIsraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuɗa kwezita renyu guru, noruʋoko rwenyu runesimba, noruʋoko rwenyu rwakatambanudzwa; kana ʋakaʋuya ʋakanyeŋgetera ʋakatarira kuimba ino;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ari mutorwa asati ari mumwe wavanhu venyu Israeri asi akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu guru noruoko rwenyu rune simba noruoko rwenyu rwakatambanudzwa kana akauya akanyengetera akatarisa kutemberi ino,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pezita renyu guru noukuru hwenyu nezvesimba renyu guru, muitewo zvimwechetezvo nomutorwa wechirudzi kuvanhu venyu vaIsiraeri, mubvakure, akauya kuzonamata akaringa kumba ino,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu vaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu guru, noruoko rwenyu rune simba, noruoko rwenyu rwakatambanudzwa; kana akauya akanyengetera akatarira kuimba ino.
Shona 2009?
"Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu vaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu guru, noruoko rwenyu rune simba, noruoko rwenyu rwakatambanudzwa; kana akauya akanyengetera akatarira kuimba ino.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana ari mutorwa, asati ari wavanhu venyu VaIsiraeri, kana akabva kunyika iri kure nokuda kwezita renyu guru, noruoko rwenyu rune simba, noruoko rwenyu rwakatambanudzwa; kana akauya akanyengetera akatarira kuimba ino.