2 Chronicles 6:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakakutadzirai, (nokuti hakuno‐munhu usiŋgatadzi), mukaʋatsamŋira, mukaʋaisa kuʋaʋeŋgi ʋaʋo, ʋakatapxa kunyika yaʋaʋeŋgi ʋaʋo, kana kure kana pedyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vakakutadzirai, nokuti hapana munhu asingatadzi, uye kana mukavatsamwira mukavapa kumuvengi, anovatapa achivaendesa kunyika iri kure kana pedyo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana vakaita chitadzo kwamuri sezvo kusina munhu asingapari chitadzo, imi mukavashatirirwa mukavaisa mumaoko avavengi vavo kuti vatapwe vaendwe navo kunyika iri kure kana kuti iri pedyo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana vakakutadzirai, (nokuti hakuna munhu asingatadzi), mukavatsamwira, mukavaisa kuvavengi vavo, vakatapwa kunyika yavavengi vavo, kana kure kana pedyo.
Shona 2009?
Kana vakakutadzirai, (nokuti hakuna munhu asingatadzi), mukavatsamwira, mukavaisa kuvavengi vavo, vakatapwa kunyika yavavengi vavo, kana kure kana pedo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana vakakutadzirai, (nokuti hakuna munhu asingatadzi), mukavatsamwira, mukavaisa kuvavengi vavo, vakatapwa kunyika yavavengi vavo, kana kure kana pedyo.