2 Chronicles 6:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ʋakazoɀifuŋga panyika kwaʋakatapirwa, ʋakadzoka ɀe, ʋakakumbira kwamuri panyika yokutapxa kwaʋo, ʋakati: Tatadza, taita ɀakaipa, taita ɀisakarurama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana vakashandura mwoyo vari kunyika yavanenge vari nhapwa, vakatendeuka vakakumbira kwamuri vari munyika youtapwa vakati, ‘Takatadza, takakanganisa uye takaita zvakaipa,’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange zvazvo zvakadaro vakazviti kunun'unu mumwoyo mavo vari munyika mavakavatapa macho, vakapinduka voturira chichemo chavo kwamuri vari munyika yavakavatapa iyoyo vachiti, takaita chitadzo tikaita zvouipi tikapara mhosva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vakazozvifunga panyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yokutapwa kwavo, vakati, ‘Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;’
Shona 2009?
"Kana vakazozvifunga panyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yokutapwa kwavo, vakati, `Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;'
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vakazozvifunga panyika kwavakatapirwa, vakadzokazve, vakakumbira kwamuri panyika yokutapwa kwavo, vakati, ‘Tatadza, taita zvakaipa, taita zvisakarurama;’