2 Chronicles 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Jehova Mŋari waIsraeri ŋgaakudzwe, iye wakataura nomuromo wake naDavidi ɓaɓa ʋaŋgu, akaɀizadzisa noruʋoko rwake, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akati, “Ngaarumbidzwe Jehovha, Mwari waIsraeri iye azadzisa namaoko ake zvaakavimbisa nomuromo wake kuna baba vangu Dhavhidhi. Nokuti akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Ngaarumbidzwe Tenzi, Mwari weIsiraeri, akadai kuzadzikisa zvaakatsidzira baba vangu Dhavhidhi achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye akataura nomuromo wake naDhavhidhi baba vangu, akazvizadzisa noruoko rwake, achiti,
Shona 2009?
Akati, "Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye akataura nomuromo wake naDhavhidhi baba vangu, akazvizadzisa noruoko rwake, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Jehovha Mwari waIsiraeri ngaakudzwe, iye akataura nomuromo wake naDhavhidhi baba vangu, akazvizadzisa noruoko rwake, achiti,