2 Chronicles 6:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari, musafuratira ciso comuzodzwa wenyu; raŋgarirai maɓasa akanaka aDavidi muranda wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha Mwari, musaramba muzodziwa wenyu. Rangarirai rudo rukuru rwakavimbiswa kuna Dhavhidhi muranda wenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari, dai waro mangorega kufuratira muzodzwi wenyu, murangarire mwoyochena wenyu kuna Dhavhidhi muranda wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari, musafuratira chiso chomuzodzwa wenyu; rangarirai mabasa akanaka aDhavhidhi muranda wenyu.”
Shona 2009?
Jehovha Mwari, musafuratira chiso chomuzodzwa wenyu; rangarirai mabasa akanaka aDhavhidhi muranda wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari, musafuratira chiso chomuzodzwa wenyu; rangarirai mabasa akanaka aDhavhidhi muranda wenyu.”