2 Chronicles 6:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndakatsaura Jerusarema, kuti zita raŋgu rigare’po; ʋuye ndakatsaura Davidi kuti aɓate ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino ndasarudza Jerusarema nokuda kweZita rangu kuti rivepo uye ndasarudza Dhavhidhi kuti atonge vanhu vangu Israeri.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kuti ndakasarudza Jerusaremu kuti zita rangu riiswepo uye ndikasarudza Dhavhidhi kuti atonge vanhu vangu vaIsiraeri.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndakatsaura Jerusaremu, kuti zita rangu rigarepo; uye ndakatsaura Dhavhidhi kuti abate vanhu vangu vaIsiraeri.’
Shona 2009?
asi ndakatsaura Jerusaremu, kuti zita rangu rigarepo; uye ndakatsaura Dhavhidhi kuti abate vanhu vangu vaIsiraeri.'
Shona SUB 2002 Bible
asi ndakatsaura Jerusaremu, kuti zita rangu rigarepo; uye ndakatsaura Dhavhidhi kuti abate vanhu vangu VaIsiraeri.’