2 Chronicles 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakati kunaDavidi ɓaɓa ʋaŋgu: Wakaita ɀakanaka, ɀawakaŋga uciɗa kuʋakira zita raŋgu imba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘nokuti zvaiva mumwoyo mako kuti uvakire Zita rangu temberi wakaita zvakanaka ukava nazvo mumwoyo mako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akati kuna baba vangu Dhavhidhi, ‘Zvokuti mumwoyo mako muve nepfungwa yokundivakira imba yokuisa zita rangu changa chiri chinhu chakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha akati kuna Dhavhidhi baba vangu, ‘Wakaita zvakanaka, zvawakanga uchida kuvakira zita rangu imba;
Shona 2009?
Asi Jehovha akati kuna Dhavhidhi baba vangu, `Wakaita zvakanaka, zvawakanga uchida kuvakira zita rangu imba;
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akati kuna Dhavhidhi baba vangu, ‘Wakaita zvakanaka, zvawakanga uchida kuvakira zita rangu imba;