2 Chronicles 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge ɀakaɗaro iwe hauŋgaʋaki imba iyo; asi mŋanakomana wako waucaɓereka, ndiye ucaʋakira zita raŋgu imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kunyange zvakadaro, hausi iwe uchavaka temberi asi mwanakomana wako, anova nyama yako neropa rako, ndiye achavakira Zita rangu temberi.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo chete ndechokuti, iwe hausiriwe wokundivakira imba yacho asi mwana wako mukomana wauchabereka.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange zvakadaro iwe haungavaki imba iyo; asi mwanakomana wako wauchabereka, ndiye achavakira zita rangu imba.’
Shona 2009?
kunyange zvakadaro iwe haungavaki imba iyo; asi mwanakomana wako wauchabereka, ndiye achavakira zita rangu imba.'
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe zvakadaro iwe haungavaki imba iyo; asi mwanakomana wako wauchabereka, ndiye achavakira zita rangu imba.’