2 Chronicles 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni wakati apedza kunyeŋgetera, mŋoto ndokuɓuruka kuɗeŋga, ukapedza cipiriso cinopiswa neɀimŋe ɀiɓayiro; kubginya kwaJehova kukazadza imba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni paakapedza kunyengetera, moto wakaburuka kubva kudenga ukapisa chipiriso chinopiswa nezvibayiro uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kuzoti Soromoni apedza kunamata, moto wakatozomoka kudenga ukaroromesa mupiro wokupisa nezvibayiro, kupenya kwokuvapo kwaTenzi kukazadza Temberi yacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni akati apedza kunyengetera, moto ndokuburuka kudenga, ukapedza chipiriso chinopiswa nezvimwe zvibayiro; kubwinya kwaJehovha kukazadza imba.
Shona 2009?
Zvino Soromoni akati apedza kunyengetera, moto ndokuburuka kudenga, ukapedza chipiriso chinopiswa nezvimwe zvibayiro; kubwinya kwaJehovha kukazadza imba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni akati apedza kunyengetera, moto ndokuburuka kudenga, ukapedza chipiriso chinopiswa nezvimwe zvibairo; kubwinya kwaJehovha kukazadza imba.