2 Chronicles 7:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akaɀiratidza kunaSoromoni ʋusiku, akati kwaari: Ndanzwa kunyeŋgetera kwako, ndaɀitsaurira nɀimbo iyi, iʋe imba yokuɓayira ɀiɓayiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazviratidza kwaari usiku akati, “Ndanzwa munyengetero wako uye ndazvisarudzira nzvimbo ino setemberi yezvibayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akazviratidza usiku kuna Soromoni akamuti, “Munamato wako ndaunzwa, ndasarudza nzvimbo ino kuti ive yangu kuti ive imba yokupirira zvibayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku, akati kwaari, “Ndanzwa kunyengetera kwako, ndazvitsaurira nzvimbo iyi, ive imba yokubayira zvibayiro.
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku, akati kwaari, "Ndanzwa kunyengetera kwako, ndazvitsaurira nzvimbo iyi, ive imba yokubayira zvibayiro.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akazviratidza kuna Soromoni usiku, akati kwaari, “Ndanzwa kunyengetera kwako, ndazvitsaurira nzvimbo iyi, ive imba yokubayira zvibairo.