2 Chronicles 7:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana uri’we, kana ukafamba pamberi paŋgu saɓaɓa ʋako Davidi, ukaita ɀose ɀandakakuraira, ukaceŋgeta ɀandatema neɀandatoŋga,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sezvakaitwa naDhavhidhi baba vako, uye ukaita zvose zvandichakurayira uye ukachengeta mitemo yangu nemirayiro yangu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana uriwe, dai zvako ukaita mufambiro wandinoda sezvaiita baba vako Dhavhidhi uchiita zvose sokuudza kwandakakuita uchichengeta murao yangu nezvirevo zvangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako, Dhavhidhi, ukaita zvose zvandakakuraira, ukachengeta zvandatema nezvandatonga,
Shona 2009?
"Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako, Dhavhidhi, ukaita zvose zvandakakuraira, ukachengeta zvandatema nezvandatonga,
Shona SUB 2002 Bible
“Kana uriwe, kana ukafamba pamberi pangu sababa vako, Dhavhidhi, ukaita zvose zvandakakuraira, ukachengeta zvandatema nezvandatonga,