2 Chronicles 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprista ʋakakoniwa kupinda muimba yaJehova, nokuti kubginya kwaJehova kwakaŋga kwazadza imba yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista vakatadza kupinda mutemberi yaJehovha nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakaizadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi havana kugona kupinda mumba yaTenzi pamusana pokuti kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza imba yaTenzi iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vapristi vakakoniwa kupinda muimba yaJehovha, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.
Shona 2009?
Vaprista vakakoniwa kupinda muimba yaJehovha, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Vapristi vakakoniwa kupinda muimba yaJehovha, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwazadza imba yaJehovha.