2 Chronicles 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacapindura, ʋaciti: Nokuti ʋakasiya Jehova, Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, wakaʋaɓuɗisa panyika yeEgipita, ʋakanamatira ʋamŋe ʋamŋari, ʋakaʋanamata, nokuʋashumira; saka Jehova wakaʋapinza panjodzi idzi dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vachapindura vachiti, ‘Nokuti vakasiya Jehovha Mwari wamadzibaba avo, akavabudisa kubva muIjipiti uye vakanamatira kuna vamwe vamwari uye vachivanamata nokuvashumira, ndokusaka akauyisa njodzi iyi pavari.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vachati, ‘Pamusana pokuti vakafuratira Tenzi, Mwari wavo, nyakuburitsa madzitateguru avo kuIjipiti ndokusimba navamwe vamwari vovapfugamira vachivanamata, ndokusaka akavapinza munyatwa yose iyi.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachapindura, vachiti, ‘Nokuti vakasiya Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, wakavabudisa panyika yeIjipiti, vakanamatira vamwe vamwari, vakavanamata, nokuvashumira; saka Jehovha akavapinza panjodzi idzi dzose.’ ”
Shona 2009?
Vachapindura, vachiti, `Nokuti vakasiya Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, wakavabudisa panyika yeIjipiti, vakanamatira vamwe vamwari, vakavanamata, nokuvashumira; saka Jehovha akavapinza panjodzi idzi dzose.' "
Shona SUB 2002 Bible
Vachapindura, vachiti, ‘Nokuti vakasiya Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, wakavabudisa panyika yeIjipiti, vakanamatira vamwe vamwari, vakavanamata, nokuvashumira; saka Jehovha akavapinza panjodzi idzi dzose.’ ”