2 Chronicles 7:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakatarira mŋoto uciɓuruka kuɗeŋga nokubginya kwaJehova kucigara pamsoro peimba; ʋakakotamira pasi neɀiso ɀaʋo pakaroŋgwa namabge, ʋakanamata nokuʋoŋga Jehova, ʋaciti: Nokuti wakanaka, nokuti nyasha dzake dzinogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vose pavakaona moto uchiburuka uye kubwinya kwaJehovha kuri pamusoro petemberi, vakapfugama pachivara zviso zvavo zvakatarisa pasi, uye vakanamata vakavonga Jehovha vachiti: “Iye akanaka; rudo rwake runogara nokusingaperi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakaona vanhu vose veIsiraeri kutozomoka kwakaita moto nokupenya kwokuvapo kwaTenzi paTemberi, vakati kota kota pasi nouso panhandare yakanga yakagadzirwa, vakanamata vakatenda Tenzi vachiti, “Nokuti wakanaka, uye mwoyochena wake hauperi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vose vakatarira moto uchiburuka kudenga nokubwinya kwaJehovha kuchigara pamusoro peimba; vakakotamira pasi nezviso zvavo pakarongwa namabwe, vakanamata nokuvonga Jehovha, vachiti, “Nokuti akanaka, nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi.”
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vose vakatarira moto uchiburuka kudenga nokubwinya kwaJehovha kuchigara pamusoro peimba; vakakotamira pasi nezviso zvavo pakarongwa namabwe, vakanamata nokuvonga Jehovha, vachiti, "Nokuti akanaka, nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vose vakatarira moto uchiburuka kudenga nokubwinya kwaJehovha kuchigara pamusoro peimba; vakakotamira pasi nezviso zvavo pakarongwa namabwe, vakanamata nokuvonga Jehovha, vachiti, “Nokuti akanaka, nokuti nyasha dzake dzinogara nokusingaperi.”