2 Chronicles 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pazuʋa rorusere ʋakatamba mutambo wokupedzisira; nokuti ʋakatsaura artari mazuʋa manomŋe, ʋakaita mutambo mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rorusere vakaungana pamwe chete nokuti vakanga vapemberera kutsaurwa kwearitari kwamazuva manomwe uye mutambo uyu kwamamwezve mazuva manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechisere vakaita musangano mukuru wezvokunamata nokuti vakanga vateketerera atari kuna Mwari kwemazuva manomwe, vakachengetawo mazuva makuru kwamazuva manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pazuva rorusere vakatamba mutambo wokupedzisira; nokuti vakatsaura aritari mazuva manomwe, vakaita mutambo mazuva manomwe.
Shona 2009?
Zvino pazuva rorusere vakatamba mutambo wokupedzisira; nokuti vakatsaura aritari mazuva manomwe, vakaita mutambo mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pazuva rorusere vakatamba mutambo wokupedzisira; nokuti vakatsaura atari mazuva manomwe, vakaita mutambo mazuva manomwe.