2 Chronicles 8:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makore makumi maʋiri akati apera, Soromoni aakaʋaka nawo imba yaJehova neimba yake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwapera makore makumi maviri, munguva iyo Soromoni akavaka temberi yaJehovha nomuzinda wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memakore makumi maviri okunge Soromoni avaka dzimba idzi dziri mbiri dzinoti imba yaTenzi nomuzinda wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makore makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo imba yaJehovha neimba yake,
Shona 2009?
Makore makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo imba yaJehovha neimba yake,
Shona SUB 2002 Bible
Makore makumi maviri akati apera, Soromoni aakavaka nawo imba yaJehovha neimba yake,