2 Chronicles 8:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neBaarati, namaguta ose amatura akaŋga ari aSoromoni, namaguta ose eŋgoro dzake, namaguta aʋataȿi ʋamabiza ake, neɀose Soromoni ɀaakaŋga aciɗa kuɀiʋakira paJerusarema, napaRebanoni, napanyika yose yakaɓatwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pamwe chete naBhaarati namaguta ake okuchengetera ose namaguta ose engoro dzake namabhiza ake, zvose zvaida kuvakwa muJerusarema muRebhanoni nomunyika yose yaaitonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavakawo Bhaarati namamwe maguta ose okuchengetera zvinhu aakanga ainawo iye Soromoni namaguta ose engoro dzake dzehondo dzamabhiza namaguta avachairi vadzo uyewo nezvimwe zvose zvaaida kuvaka muJerusaremu nokuRebhanoni nomunyika yose yaaitonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neBhaarati, namaguta ose engoro dzake, namaguta avatasvi vamabhiza ake, nezvose Soromoni zvaakanga achida kuzvivakira paJerusaremu, napaRebhanoni, napanyika yose yakabatwa naye.
Shona 2009?
neBhaarati, namaguta ose engoro dzake, namaguta avatasvi vamabhiza ake, nezvose Soromoni zvaakanga achida kuzvivakira paJerusaremu, napaRebhanoni, napanyika yose yakabatwa naye.
Shona SUB 2002 Bible
neBhaarati, namaguta ose engoro dzake, namaguta avatasvi vamabhiza ake, nezvose Soromoni zvaakanga achida kuzvivakira paJerusaremu, napaRebhanoni, napanyika yose yakabatwa naye.