2 Chronicles 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akaita namatanda emiargumi ɀikwiriso ɀeimba yaJehova, neɀeimba yamambo, nembira nemiteŋgeraŋwa ɀaʋaimbi; ɀakaɗai haɀina‐kumboʋonekwa panyika yaJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akashandisa matanda emiarigumi kugadzira zvikwiriso zvetemberi yaJehovha nezvemuzinda wamambo, uye kugadzirisa mbira nemitengeranwa yavaimbi. Hapana zvakaita sezvizvi zvakanga zvatomboonekwa muJudha).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akagadzira mitandariko yamapango omuarugumu yemumba yaTenzi neyomumuzinda wamambo. Akavezawo zvipendani namadimbwa avaimbi. Hakuna kumboonekwa zvakadai munyika yeJudha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akaita namatanda emiarigumi zvikwiriso zveimba yaJehovha, nezveimba yamambo, nembira nemitengerangwa zvavaimbi; zvakadai hazvina kumboonekwa panyika yaJudha.
Shona 2009?
Mambo akaita namatanda emiarigumi zvikwiriso zveimba yaJehovha, nezveimba yamambo, nembira nemitengerangwa zvavaimbi; zvakadai hazvina kumboonekwa panyika yaJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akaita namatanda emiarigumi zvikwiriso zveimba yaJehovha, nezveimba yamambo, nembira nemitengerangwa zvavaimbi; zvakadai hazvina kumboonekwa panyika yaJudha.