2 Chronicles 9:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndarama yakaʋuyiswa kunaSoromoni gore rimŋe nerimŋe yakaȿika matarenta anamazana matanhatu namakumi matanhatu namatanhatu pakurema kwayo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uremu hwegoridhe raipiwa Soromoni hwaisvika matarenda mazana matanhatu namakumi matanhatu ane matanhatub pagore roga roga,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndarama yaiuyiswa kuna Soromoni pagore, yairema makirogiramu makumi maviri ezviuru ane zviuru zvitatu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndarama yakauyiswa kuna Soromoni gore rimwe nerimwe yakasvika matarenta ana mazana matanhatu namakumi matanhatu namatanhatu pakurema kwayo;
Shona 2009?
Zvino ndarama yakauyiswa kuna Soromoni gore rimwe nerimwe yakasvika matarenda* ana mazana matanhatu namakumi matanhatu namatanhatu pakurema kwayo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndarama yakauyiswa kuna Soromoni gore rimwe nerimwe yakasvika matarenta ana mazana matanhatu namakumi matanhatu namatanhatu pakurema kwayo;