2 Chronicles 9:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo Soromoni akaita nhoʋo huru dzinamazana maʋiri nendarama yakapambadzirwa; nhoʋo imŋe neimŋe yakaŋga yakaitwa namashekeri anamazana matatu endarama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo Soromoni akagadzira mazana maviri enhoo huru dzegoridhe yakapambadzirwa mazana matanhatu amashekeric egoridhe akapambadzirwa aipinda munhoo imwe neimwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo Soromoni akagadzira mazana maviri enhoo huru dzendarama yakaita zvokupfurwa nhoo huru imwechete yaiva yendarama yakaita zvokupfurwa yairema makirogiramu ainge oda kuita manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo Soromoni akaita nhoo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhoo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;
Shona 2009?
Mambo Soromoni akaita nhovo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhovo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;
Shona SUB 2002 Bible
Mambo Soromoni akaita nhoo huru dzina mazana maviri nendarama yakapambadzirwa; nhoo imwe neimwe yakanga yakaitwa namashekeri ana mazana matatu endarama;