2 Chronicles 9:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo ose enyika aiʋuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kuŋgwara kwake, kwakaŋga kwaiswa naMŋari mumŋoyo make.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo ose aitsvaga kutaura naSoromoni kuti vanzwe uchenjeri hwakanga hwaiswa naMwari mumwoyo make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo apasi pose aidisa kwazvo kuona Soromoni kuti vanzwe ungwaru hwake hwakanga hwaiswa naMwari mumwoyo make.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo ose enyika aiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naMwari mumwoyo make.
Shona 2009?
Madzimambo ose enyika aiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naMwari mumoyo make.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo ose enyika aiuya kushanyira Soromoni, kuzonzwa kungwara kwake, kwakanga kwaiswa naMwari mumwoyo make.