2 Chronicles 9:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓata ʋushe bgamadzimambo ose, kubva paRwizi kuȿikira panyika yaʋaFiristia, nokumuganho weEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aitonga madzimambo ose kubva kuRwizi kusvika kunyika yavaFiristia kusvikira kumuganhu neIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aitonga madzimambo ose kubvira muna Yufuratesi zvichienda kunyika yavaFirisitia kundosvika kumuganhu neIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabata ushe hwamadzimambo ose, kubva paRwizi kusvikira panyika yavaFirisitia, nokumuganhu weIjipiti.
Shona 2009?
Akabata ushe hwamadzimambo ose, kubva paRwizi kusvikira panyika yavaFirisitia, nokumuganhu weIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Akabata ushe hwamadzimambo ose, kubva paRwizi kusvikira panyika yavaFirisitia, nokumuganhu weIjipiti.