2 Chronicles 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambokadzi weSheba wakati aʋona kuŋgwara kwaSoromoni, neimba yaakaʋaka,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambokadzi weShebha paakaona uchenjeri hwaSoromoni, nomuzinda waakanga avaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambokadzi uyu wokuShebha paakaona ungwaru hwaSoromoni nemba yaakanga avaka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambokadzi weShebha akati aona kungwara kwaSoromoni, neimba yaakavaka,
Shona 2009?
Zvino mambokadzi weShebha akati aona kungwara kwaSoromoni, neimba yaakavaka,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambokadzi weShebha akati aona kungwara kwaSoromoni, neimba yaakavaka,