2 Chronicles 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neɀokudya ɀakaŋga ɀiri patafura yake, nokugara kwaʋaranda ʋake, nokushumira kwaʋaɓatiri ʋake, neŋguʋo dzaʋo, naʋaɗiri ʋake neŋguʋo dzaʋo, necikwiriso cake caaikwira naco kuimba yaJehova, akapera mŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvokudya zvaiva patafura yake, magariro amakurukota ake, varanda vake vari muzvipfeko zvavo, vadiri vezvokunwa vari muzvipfeko zvavo nezvipiriso zvinopiswa zvaaiita patemberi yaJehovha akapera mweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti patebhuru apa chokudya chaaidya, kwozoti mugariro waiita makurukota ake, iwo munekairiro waiita vashandi vake nomupfekero wacho wavaive vakaita kwotiwo navaimuperekera waini nomupfekero wachowo wavaiva vakaita, kwozoti nemipiro yake yokupisa yaaipira kumba yaTenzi, zvakamushayisa romuromo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nezvokudya zviri patafura yake, nokugara kwavaranda vake, nokushumira kwavabatiri vake, nenguo dzavo, navadhiri vake, nenguo dzavo, nechikwiriso chake chaaikwira nacho kuimba yaJehovha, akapera mweya.
Shona 2009?
nezvokudya zviri patafura yake, nokugara kwavaranda vake, nokushumira kwavabatiri vake, nenguvo dzavo, navadiri vake, nenguvo dzavo, nechikwiriso chake chaaikwira nacho kuimba yaJehovha, akapera mweya.
Shona SUB 2002 Bible
nezvokudya zviri patafura yake, nokugara kwavaranda vake, nokushumira kwavabatiri vake, nenguo dzavo, navadhiri vake, nenguo dzavo, nechikwiriso chake chaaikwira nacho kuimba yaJehovha, akapera mweya.