2 Chronicles 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunamambo: Guhu randakanzwa munyika yaŋgu ramashoko enyu nokuŋgwara kwenyu rakaŋga riri raɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna Mambo, “Zvandakanzwa munyika yangu pamusoro pezvamakaita nouchenjeri hwenyu ndezvechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kuna mambo, “Zvandakanzwa ndiri kunyika kwangu nezvenyu uye nezvoungwaru hwenyu ndezvochokwadi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna mambo, “Guhu randakanzwa munyika yangu ramashoko enyu nokungwara kwenyu rakanga riri razvokwadi.
Shona 2009?
Akati kuna mambo, "Guhu randakanzwa munyika yangu ramashoko enyu nokungwara kwenyu rakanga riri rechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna mambo, “Guhu randakanzwa munyika yangu ramashoko enyu nokungwara kwenyu rakanga riri razvokwadi.