2 Chronicles 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi handina‐kutenda mashoko aʋo, kuȿikira ndaʋuya, ndikaʋona nameso aŋgu; asi tarirai handina‐kuʋudzwa kunyaŋge hafu yoʋukuru bgokuŋgwara kwenyu; imi munokunda mbiri yandakanzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi handina kutenda zvaitaurwa kusvikira ndauya kuzozvionera nameso angu. Chokwadi, handina kutongonzwa kunyange hafu yokukura kwouchenjeri hwenyu, mapfuura nokure zvandakanzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi ini handina kunge ndazvibvuma kusvikira ndauya ndikatozvionera ndoga namaziso angu. Inga kutaurirwa hunyimwa! Zvandakanzwa hazvimbosvika napaduku pose pamakuriro akaita ungwaru hwenyu. Zvamuri zvinopfuura zvandakanzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi handina kutenda mashoko avo, kusvikira ndauya, ndikaona nameso angu; asi tarirai handina kuudzwa kunyange hafu youkuru hwokungwara kwenyu; imi munokunda mbiri yandakanzwa.
Shona 2009?
"Asi handina kutenda mashoko avo, kusvikira ndauya, ndikaona nameso angu; asi tarirai handina kuudzwa kunyange hafu youkuru hwokungwara kwenyu; imwi munokunda mbiri yandakanzwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi handina kutenda mashoko avo, kusvikira ndauya, ndikaona nameso angu; asi tarirai handina kuudzwa kunyangwe hafu youkuru hwokungwara kwenyu; imi munokunda mbiri yandakanzwa.