2 Corinthians 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti maɗambudziko aKristu seɀaakaʋa mazhinji kwatiri, saiɀoɀo ʋo kunyaradzwa kweɗu kwakaʋa kuzhinji naKristu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti sokuwanda kunoita matambudziko aKristu paupenyu hwedu, ndiko kuwandawo kunoita kunyaradzwa kwedu naKristu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti sokubatana zvakanyanya kwazvo kwatinoita naKristu mumatambudziko ake saizvozvowo nokuna Kristu tinonyaradzwawo zvikuru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti madambudziko aKristu sezvaakava mazhinji kwatiri, saizvozvowo kunyaradzwa kwedu kwakava kuzhinji naKristu.
Shona 2009?
Nokuti matambudziko aKristu se zvaakava mazhinji kwatiri, saizvozvovo kunyaradzwa kwedu kwakava kuzhinji naKristu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti matambudziko aKristu sezvaakava mazhinji kwatiri, saizvozvowo kunyaradzwa kwedu kwakava kuzhinji naKristu.