2 Corinthians 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti, kunyaŋge ticifamba ne nzira yenyama, hatirwi ne mitoʋo yenyama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kunyange dai tichigara zvedu munyika, hatirwi hondo sezvinoita nyika ino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvedu tichigara panyika, hatisi kurwa hondo yapanyika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti, kunyange tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitoo yenyama;
Shona 2009?
Nokuti, kunyangwe tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitovo yenyama;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti, kunyangwe tichifamba nenzira yenyama, hatirwi nemitoo yenyama;