2 Corinthians 11:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokwaɗi yaKristu iri mandiri, ndinoti kuɀirumbidza uku hakuŋgandidziʋisirwi kunyika dzeAkaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo sezvo chokwadi chaKristu chiri mandiri, hakuna munhu mudunhu reAkaya achandidzivisa pakuzvirumbidza uku.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokuti nechokwadi chaicho chaKristu chiri mandiri, kuzvizuwidza kwangu uku hakumbofa kwakanyaradzwa mudunhu reAkaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chokwadi chaKristu chiri mandiri, ndinoti kuzvirumbidza uku hakungandidzivisirwi kunyika yeAkaya.
Shona 2009?
sezvo chokwadi chaKristu iri mandiri, hakuna munhu ungandikonesa kuzvirumbidza kunyika dzeAkaya.
Shona SUB 2002 Bible
Chokwadi chaKristu chiri mandiri, ndinoti kuzvirumbidza uku hakungandidzivisirwi kunyika yeAkaia.