2 Corinthians 11:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaɓuruswa ndiri muɗeŋgu napawindi paruȿiŋgo, ndikatiza pamaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndakaburutswa ndiri mudengu napahwindo parusvingo uye ndikapunyuka pamaoko ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
asi ndakaburutswa ndiri mutswanda napaburi raiva parusvingo ndikamupunyuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikaburuswa ndiri mudengu napawindo parusvingo, ndikatiza pamaoko ake.
Shona 2009?
ndikaburuswa ndiri mudengu napawindi parusvingo, ndikatiza pamavoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
ndikaburuswa ndiri mudengu napahwindo parusvingo, ndikatiza pamaoko ake.