2 Corinthians 11:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoti handizi muɗuku napaɗuku‐ɗuku kuʋaapostora ʋanopfuʋura ʋamŋe ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi handifungi kuti ndiri muduku napaduku pose ku “vapostori vanopfuura vamwe vose.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokuona kwangu hapana chandinopfuurwa naivo vapositori vapamusoro vacho ivavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoti handizi muduku napaduku-duku kuvapostori vanopfuura vamwe vose.
Shona 2009?
Nokuti ndinoti handizi muduku napaduku-duku kuvapositora vanopfuvura vamwe vose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoti handizi muduku napaduku–duku kuvapostori vanopfuura vamwe vose.