2 Corinthians 11:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kunyaŋge ndisiŋganatsi pakutaura, handina‐kuɗaro pakuziʋa; asi paɀinhu ɀose takaratidza iɀoɀo kwamuri pamberi paʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndingava zvangu ndisinganatsi pakutaura, asi ndino ruzivo. Takanyatsojekesa izvi kwamuri nenzira dzose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvangu ndisingakwanisi kunyatsotaura asi ruzivo ndinarwo. Izvi akanyatsokujekeserai nenzira dzose muna zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kunyange ndisinganatsi pakutaura, handina kudaro pakuziva; asi pazvinhu zvose takaratidza izvozvo kwamuri pamberi pavose.
Shona 2009?
Zvino kunyange ndisinganatsi pakutaura, handina kudaro pakuziva; asi pazvinhu zvose takaratidzwa izvozvo kwamuri pamberi pavose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kunyangwe ndisinganatsi pakutaura, handina kudaro pakuziva; asi pazvinhu zvose takaratidza izvozvo kwamuri pamberi pavose.