2 Corinthians 11:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakatadza here ɀandakaɀininipisa kuti imi mukudzwe, ɀandakakuparidzirai Evaŋgeri yaMŋari ndisiŋgapiwi muɓairo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakatadza here zvandakazvininipisa kuitira kuti imi mugokudzwa nokuparidzwa kwevhangeri raMwari kwamuri pachena pasina mutengo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatadza here nokuzvidukupisa kwandakaita kuti imi mukudzwe zvandakaparidza Shoko Rakanaka raMwari pasina chamakaripa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakatadza here zvandakazvininipisa kuti imi mukudzwe, zvandakakuparidzirai Vhangeri yaMwari ndisingapiwi mubayiro?
Shona 2009?
Ndakatadza here zvandakazvininipisa kuti imwi mukudzwe, zvandakakuparidzirai evhangeri yaMwari ndisingapiwi mubairo?
Shona SUB 2002 Bible
Ndakatadza here zvandakazvininipisa kuti imi mukudzwe, zvandakakuparidzirai Vhangeri yaMwari ndisingapiwi mubairo?