2 Corinthians 12:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndaʋa ɓenzi; imi mandiroʋerera. Nokuti ini ndaifanira kurumbidzwa nemi; nokuti handizi muɗuku napaɗuku kuʋaapostora ʋanopfuʋura ʋose, kunyaŋge ndisi cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakazviita benzi, asi imi ndimi makandisundira ikoko. Ndaifanira kunge ndichirumbidzwa nemi, nokuti handisi muduku duku pakati pa“vapostori vanopfuura vamwe vose,” kunyange zvangu ndisiri chinhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndaita benzi chairo asi ndimi maita kuti ndidaro. Imi ndimi maifanira kutozivisa vanhu zvandiri nokuti hapana chandinopfuurwa naivo vapositori vapamusoro vacho ivavo kunyange zvangu ndiri chinhu pasina.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndava benzi; imi mandiroverera. Nokuti ini ndaifanira kurumbidzwa nemi; nokuti handizi muduku napaduku kuvapostori vanopfuura vose, kunyange ndisi chinhu.
Shona 2009?
Ndava benzi; pakuzvirumbidza. Nokuti ini ndaifanira kurumbidzwa nemi; nokuti handizi muduku napaduku kuvapositora vanopfuvura vose, kunyange ndisi chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndava benzi; imi mandiroverera. Nokuti ini ndaifanira kurumbidzwa nemi; nokuti handizi muduku napaduku kuvapostori vanopfuura vose, kunyangwe ndisi chinhu.