2 Corinthians 12:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino, kuti ini ndirege kunyanya kuɀikudza nokuɗa kwoʋukuru kwaɀo bgeɀaka ndi zarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yaŋgu, nhume yaSatani, andiroʋe, kuti ndirege kunyanya kuɀikudza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuti ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvandakazarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, mutumwa waSatani, kuti anditambudze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kuti ndirege kuita zenze nezviratidzo zvakawanda ndakapiwa munzwa munyama, nhumwa yaSatani yokundishusha kuti ndirege kuva nezenze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino, kuti ini ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvakandizarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, nhume yaSatani, andirove, kuti ndirege kunyanya kuzvikudza.
Shona 2009?
zvino, kuti ini ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kovukuru kwazvo bwezvakandizarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, nhume yaSatani, andirove, kuti ndirege kunyanya kuzvikudza.
Shona SUB 2002 Bible
zvino, kuti ini ndirege kunyanya kuzvikudza nokuda kwoukuru kwazvo hwezvakandizarurirwa, ndakapiwa munzwa munyama yangu, nhume yaSatani, andirove, kuti ndirege kunyanya kuzvikudza.