2 Corinthians 13:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyi iŋguʋa yecitatu, yandinoʋuya kwamuri. Mumiromo yeɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu mashoko ose acasimbiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku ndiko kuchava kushanya kwangu kwechitatu kwamuri. Nyaya yose inofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aka kava kechitatu ndichiuya kwamuri. Nyaya yose inofanira kutsigirwa nezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyi inguva yechitatu, yandinouya kwamuri. “Mumiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu mashoko ose achasimbiswa.”
Shona 2009?
Iyi inguva yechitatu, yandinovuya kwamuri. Mumiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu mashoko ose achasimbiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Iyi inguva yechitatu, yandinouya kwamuri. “Mumiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu mashoko ose achasimbiswa.”