2 Corinthians 13:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo, ʋatotadza, naʋamŋe ʋose, ndamboʋaʋudza, ɀino ndoʋaʋudza ɀe, seɀandakaita parwendo rwecipiri, — nokuɗaro ɀino ndinonyora ndisi’po — kuti kana ndiciȿika ɀe, handiŋgaʋaitiri mŋoyo murefu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakupai yambiro kare pandakanga ndinemi kechipiri. Zvino ndava kuzvipamhazve ndisipo: Pakuuya kwangu handizorege vaya vakatadza pakutanga kana vamwe vose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakayambira avo vakambotadza navamwe vose uye ndiri kuvayambira, iye zvino, ndisipo sezvandakamboita ndiripo, pandakakushanyirai rwechipiri, kuti kana ndouyazve handivaregi vasina kurangwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo, vatotadza, navamwe vose, ndambovaudza, zvino ndovaudzazve, sezvandakaita parwendo rwechipiri, nokudaro zvino ndinonyora ndisipo kuti kana ndichisvikazve, handingavaitiri mwoyo murefu;
Shona 2009?
Ndakambokuvudzai, zvino ndokuvudzai sendakanga ndiripo, kechipiri sendakanga ndiripo, zvino ndisipo, ndinovanyorera avo vakatadza navamwe vose kuti kana ndavuya ikozvino handingavaregererizve.
Shona SUB 2002 Bible
Avo, vatotadza, navamwe vose, ndambovaudza, zvino ndovaudzazve, sezvandakaita parwendo rwechipiri, nokudaro zvino ndinonyora ndisipo kuti kana ndichisvikazve, handingavaitiri mwoyo murefu;