2 Corinthians 13:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaroʋerwa pamucinjikwa nokushaiwa simba, asi unorarama nesimba raMŋari. Nokuti nesu ʋo tinoshaiwa simba maari, asi ticararama kwamuri pamŋe cete naye nesimba raMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kuti muve nechokwadi, akarovererwa pamuchinjikwa muutera, asi anorarama nesimba raMwari. Zvimwe chetezvo nesuwo tinorarama muutera maari, asi nesimba raMwari tiri vapenyu pamwe chete naye kuti tikushumirei.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akarovererwa pamuchinjikwa muutera asi mupenyu nesimba raMwari. Nokudaro muchaona kuti isu tine utera pamwechete naye asi tichararama pamwechete naye nesimba raMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akaroverwa pamuchinjikwa nokushayiwa simba maari, asi anorarama nesimba raMwari. Nokuti nesuo tinoshaiwa simba, asi tichararama kwamuri pamwechete naye nesimba raMwari.
Shona 2009?
Nokuti wakaroverwa pamuchinjikwa nokushaiwa simba, asi unoraramanesimba raMwari nesuvo hatina simba maari asi tichararama pamwe chete naye nesimba raMwari kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akaroverwa pamuchinjikwa nokushayiwa simba maari, asi anorarama nesimba raMwari. Nokuti nesuwo tinouterawo maari, asi tichararama kwamuri pamwechete naye nesimba raMwari.