2 Corinthians 13:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tinofara kana isu ticishaiwa simba, imi muciʋa nesimba; ndiɀo ɀatinokumbira ʋo, kuti mukwaniswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti tinofara kana isu tichishayiwa simba asi imi muine simba; uye munyengetero wedu ndowokuti imi mukwaniswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tinotofara kana tine utera imi muine simba. Chatinonamatira ndechokuti imi mururamiswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tinofara kana isu tichishayiwa simba, imi muchiva nesimba; ndizvo zvatinokumbirawo, kuti mukwaniswe.
Shona 2009?
Nokuti tinofara kana isu tichishaiwa simba, imwi muchiva nesimba; ndizvo zvatinokumbiravo, kuti mukwaniswe.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tinofara kana isu tiine utera, imi muchiva nesimba; ndizvo zvatinokumbirawo, kuti mukwaniswe.