2 Corinthians 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakati mumŋoyo maŋgu, kuti handiɗi kuʋuya ɀe kwamuri nokucema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakati mumwoyo mangu handingaitizve rumwe rwendo kwamuri runokutambudzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndakafunga pachangu kuti handifaniri kukushanyirai zvingaite kuti imi musuwe
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakati mumwoyo mangu, kuti handidi kuuyazve kwamuri nokuchema.
Shona 2009?
Asi ndakati mumoyo mangu, kuti handidi kuvuya zve kwamuri nokuchema.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakati mumwoyo mangu, kuti handidi kuuyazve kwamuri nokuchema.