2 Corinthians 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iye wamunokaŋganwira, neni ndinomukaŋganwira ʋo; nokuti iɀo ɀandakaŋganwira ini, kana ndineŋge ndakakaŋganwira cinhu, ndakaɀiita nokuɗa kwenyu pamberi paKristu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchiregerera munhu upi zvake neniwo ndinomuregerera. Uye zvandakaregerera, kana pane chinhu chandingaregerera, ndakaregerera pamberi paKristu nokuda kwenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ani zvake wamunoregerera, ndinomuregererawo. Kuregerera ikoko dai kuri kuti pane chandinofanira kuregerera ndakazviita pamusana penyu pamberi paKristu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino iye wamunoregerera, neni ndinomuregererawo; nokuti izvo zvandakaregererwa ini, kana ndinenge ndakaregererwa chinhu, ndakazviita nokuda kwenyu pamberi paKristu;
Shona 2009?
Zvino iye wamunokangamwira, neni ndinomukangamwiravo; nokuti izvo zvandakangamwira ini, kana ndinenge ndakakangamwira chinhu, ndakazviita nokuda kwenyu pamberi paKristu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino iye wamunoregerera, neni ndinomuregererawo; nokuti izvo zvandakaregererwa ini, kana ndinenge ndakaregererwa chinhu, ndakazviita nokuda kwenyu pamberi paKristu;