2 Corinthians 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino, ndakati ndiciȿika paTroasi kuparidza Evaŋgeri yaKristu, ndicizarurirwa mukoʋa munaKristu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino pandakaenda kuTroasi kundoparidza vhangeri raKristu uye ndikaona kuti Ishe akanga andizarurira musuo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakasvika kuTiroasi kundoparidza Shoko Rakanaka raKristu, ndakazarurirwa musuo muna Tenzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino, ndakati ndichisvika paTuroasi kuparidza Vhangeri yaKristu, ndichizarurirwa musuo muna Kristu,
Shona 2009?
Zvino, ndakati ndichisvika paTroasi kuparidza evhangeri yaKristu, ndichizarurirwa mukova munaKristu,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino, ndakati ndichisvika paTiroasi kuparidza Vhangeri yaKristu, ndichizarurirwa musuwo muna Kristu,