2 Corinthians 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Mŋari ŋgaaʋoŋgwe, unotikundisa ŋguʋa dzose munaKristu, unoratidza nesu kwose‐kwose bgema bgokuziʋa kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose pakufamba kwedu muna Kristu uye kubudikidza nesu anoratidza kwose kwose munhuwi woruzivo rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ngaatendwe anoita kuti, muna Kristu tikurire nguva dzose uye nematiri anoparadzira kose vose kunhuwirira kwokuzivikanwa kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose muna Kristu, anoratidza nesu kwose-kwose hwema hwokuziva kwake.
Shona 2009?
Asi Mwari ngaavongwe, unotikundisa nguva dzose munaKristu, unoratidza nesu kose-kose bwema bwokuziva kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Mwari ngaavongwe, anotikundisa nguva dzose muna Kristu, anoratidza nesu kwose–kwose hwema hwokuziva kwake.