2 Corinthians 2:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti isu tiri bgema bgakanaka bgaKristu kunaMŋari, pakati paiʋo ʋanoponeswa naʋanoparara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti isu tiri munhuwi wakanaka waKristu kuna Mwari pakati paavo vari kuponeswa navari kuparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iyesu ndisu kunhuwirira kwaKristu kuna Mwari pakati pavari kuponeswa napakati pavari kuparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti isu tiri hwema hwakanaka hwaKristu kuna Mwari, pakati paivo vanoponeswa navanoparara.
Shona 2009?
Nokuti isu tiri bwema bwakanaka bwaKristu kunaMwari, pakati paivo vanoponeswa navanoparara.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti isu tiri hwema hwakanaka hwaKristu kuna Mwari, pakati paivo vanoponeswa navanoparara.